KwaunobvaDuramazwiDdekara

Duramazwi

dekara

luxurious · relax

-dakara

Zvinoreva

Kana munhu akadekara anenge achifara uye asina zvinomunetsa muupenyu hwake.

1

Kana munhu akadekara anenge achifara uye asina zvinomunetsa muupenyu hwake.

Zvino apa nyasha dzaive dzatowanzwa zvekuti ndakatozarara ndakunzwa kudekara zvirinani.

Kana munhu akadekara anenge achifara uye asina zvinomunetsa muupenyu hwake.

Kudesherera chikafu chakawanda kunyatsochigarira pasi, wochidya wakadekara.

Zvine chekuita

-dakara

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dekenyera

Dekenyera imhomho yavanhu vanenge vakaungana panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word