KwaunobvaDuramazwiDdekeshura

Duramazwi

dekeshura

Zvinoreva

Kudekeshura pfungwa kudzishandura zvakanyanya.

Kudekeshura muro-mo kuushamisa zvikuru uchiisa chikafu chakawanda mauri.

Kana munhu achidekeshura anenge achifamba achingotaura twakawanda pamusoro pevamwe vanhu, zvichizopedzisira zvamubvisa chimiro iye pachake.

1

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dekesvuka

Kudekesvuka kuzviisa pachinzvimbo choutungamiriri panguva iyo vamwe vanhu vari mushishi yokuita zvimwe zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word