KwaunobvaDuramazwiDdeketera

Duramazwi

deketera

-topotera-tetembera-shaura

Zvinoreva

Kudeketera kutaura nhunha dzako kuvadzimu.

Kudeketera kuita rimwe basa zvakanyanya zvekuti rinogumisira rokurwadza.

1

Kudeketera kutungamira pakuimba vamwe vachibvumira vari mumashure mako.

2

3

Zvakafanana

-topotera · -tetembera · -shaura

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dekezhekwa

Dekezhekwa mukadzi mukobvu, ane nyama dzakaregedzeka.

Verenga

Swipe for the next word