KwaunobvaDuramazwiDdeko

Zvinoreva

Deko iganda rinosara panenge pabviswa zviri mukati. Kana ukasamenya zvakanaka unogona kudya imwe nzungu nedeko rayo.

1

Demwe kachinanairwa katema, kane deko rakaomarara pamusana pako, kanoti ukakagumha, kanonyepedzera kunge kafa.

Deko iganda rinosara panenge pabviswa zviri mukati. Kana ukasamenya zvakanaka unogona kudya imwe nzungu nedeko rayo.

Ngonjorodzi ideze kana deko diki.

Zvakafanana

demhe

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

deku deku

Kuti deku deku kutaura mazwi ose achinyatsonzi-kwa.

Verenga

Swipe for the next word