KwaunobvaDuramazwiMmenya

Duramazwi · chiito

menya

peel

Zvinoreva

Kumenya kubvisa makanda ekunze enzungu, chibage nezvimwewo zvine makanda.

1

Kumenya kubvisa makanda ekunze enzungu, chibage nezvimwewo zvine makanda.

Tinomemnya ranjisi tisati taridya.

Aka-bata nyimo ndokuiisa pamuromo pake achiimenya, zvekuti mhodzi yacho yakabva yati putyu ichiwira mukanwa make.

Kuti menyengu kumenya chinhu uchibvisa rukanda rwepamusoro sezvinoitwa ranjisi.

2

Kutsotsonya.

3

Kumenya munhu kumurova zvakasimba. Kuba kwakashata nokuti voruzhinji vakakubata vanokumenya.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

menyana

Kana vanhu vachimenyana vanenge vachirovana zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word