Kwaunobva/Duramazwi/M/menisiparati
Duramazwi · zita
Sangano revakuru vemadhorobha (municipality).
Meya mukuru mukuru wemenisiparati yeguta kana dhorobha.
Duramazwi
meno
Mabudiro emashoko panguva iyeye (teeth).
menya
peel
menyana
Kana vanhu vachimenyana vanenge vachirovana zvakasimba.
Swipe for the next word