KwaunobvaDuramazwiMmenemene

Duramazwi

menemene

Zvinoreva

Menemene munhu anoutsotsi uye aine mazwi anotapira pakutaura zvokuti hazvimunetsi kufurira vamwe.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mengo

Mengo muchero unotapira, wakabva kuIndiya, unoti kana waibva unenge wakaita yelo kana kutsvukirira. Ini ndinofarira tumengo tudiki tweyero utwu, kwete mabhurumengo.

Verenga

Swipe for the next word