Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mengo muchero unotapira, wakabva kuIndiya, unoti kana waibva unenge wakaita yelo kana kutsvukirira. Ini ndinofarira tumengo tudiki tweyero utwu, kwete mabhurumengo.
1
Mengo muchero unotapira, wakabva kuIndiya, unoti kana waibva unenge wakaita yelo kana kutsvukirira. Ini ndinofarira tumengo tudiki tweyero utwu, kwete mabhurumengo.
Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo dzavakasiya.
Baba vakapopota chaizvo pavakawana takuzhumura mengo dzazara pasi.
Ndavawanikidza vari pakati pekuba mengo mumunda wechikoro.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03menisiparati
Sangano revakuru vemadhorobha (municipality).
VerengaSwipe for the next word