Duramazwi · zita
menduru
medal · medals
Duramazwi · zita
medal · medals
Menduru mucherechedzo unopiwa somubairo kumunhu anenge aita zvinhu zvakanaka. Mukomana wokumhanya uya akawana mhenduru yegoridhe kumakwikwi.

Duramazwi
01 / 03meneja
manager
VerengaSwipe for the next word