KwaunobvaDuramazwiMminisiparati

Duramazwi · zita

minisiparati

Zvinoreva

Ichi chikwata kuru kana vatungamiriri vedhorobha kana guta rine kuzvitonga kwaro pacharo.

1

Ichi chikwata kuru kana vatungamiriri vedhorobha kana guta rine kuzvitonga kwaro pacharo.

Katsekera izita rinodaidzwa naro mukurumukuru anotonga minisiparati yedhorobha.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word