Duramazwi · zita
Zvinoreva
Aka kasimbi katete kanowanikwa mumawachi kwemunhu mutete, kana kwemhuka yakaonda.
1
Aka kasimbi katete kanowanikwa mumawachi kwemunhu mutete, kana kwemhuka yakaonda.
Aka kasimbi katete pane minitihendi kanotenderera nekukasika kanotaridza masekondi muwachi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03minuka
Kana hembe yakaminuka inenge iri pfupi, ichisiya mabvi nezvidya pachena.
VerengaSwipe for the next word