Duramazwi02 / 03menyukiraKana munhu achinzi akamenyukira zvinoreva ganda rake rinenge richitaridzika zvakanaka, zvinoratidza kuti anogeza uye agere zvakanaka.Verenga→