Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akamenyukira zvinoreva ganda rake rinenge richitaridzika zvakanaka, zvinoratidza kuti anogeza uye agere zvakanaka.
1

Kana munhu ari kuzora zvinotsvukisa amenyukira anenge ava kutanga kutsvuka.

2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mepfu
Kuti mepfu kudimbura kana kuruma chekudya chakanyorovera.
VerengaSwipe for the next word