KwaunobvaDuramazwiMmepu

Duramazwi · zita

mepu

map

Zvinoreva

Mepu mufananidzo unoratidza nyika dzakasiyana-siyana, kana kuti nyika nematunhu ayo kana kuti dunhu kana kuti guta nemisha yaro, zvese nenzizi, makomo, migwagwa nezvimwe-wo.

1

Mepu mufananidzo unoratidza nyika dzakasiyana-siyana, kana kuti nyika nematunhu ayo kana kuti dunhu kana kuti guta nemisha yaro, zvese nenzizi, makomo, migwagwa nezvimwe-wo.

Tinodavira kuti muchitsauko chechinomwe wakatombodzidza pamusoro penzwisiso yemufananidzo, mepu uye magirafu.

Rangarira kuti wakadzidza kuti mibvunzo yenzwisiso inogona kuva ichibva mundima kana mudetembo, mepu, girafu kana zvimwewo zvinyorwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word