Duramazwi · chiito
mera
germinate
Duramazwi · chiito
germinate
Kumera kubuda muvhu kana pamwewo kunoita chakadyarwa.
Kumera kubuda muvhu kana pamwewo kunoita chakadyarwa.
Mhodzi dzakanga dzakavirwa dzakamera dzose.
Madanhau ku-mera nguva imwe chete kwembesa dzakakavirwa kana kukushwa.
Kumera kubuda kwechinhu kubva muganda.
sezvingaita bvudzi kana ndebvu. Varume vazhinji vanomera ndebvu.
Duramazwi
01 / 03merera
Kumerera kubuda tumapundu paganda kunoita munhu ari kutonhorwa nechando kana kuti avhunduka zvikuru.
VerengaSwipe for the next word