Duramazwi
tungira
Bud
Duramazwi
Bud
Kana muti uchitungira unenge uchibuda mashizha matsva mushure mokutemwa kana kuti mokuzuka mashizha muchando.

Kana munhu akanzi atungira pamwe panhu anenge asvikorovera panhu pakatesvera.
Kana munhu achitungira shinda mutsono anenge achiisa muburi retsono kuti akwanise kusona nayo.
Mundatsva muti unotungira uchibva muvhu gore negore, unonzi unouraya zvipfuyo zvinenge zvaudya.
Kana munhu achitungira shinda mutsono anenge achiisa muburi retsono kuti akwanise kusona nayo.
Kana munhu akanzi atungira pamwe panhu anenge asvikorovera panhu pakatesvera.
Duramazwi
01 / 03tungundu
Tungundu chirwere chen'ombe inenge ine makonye mudumbu zvokuti inobva yaonda zvakanyanyisa.
VerengaSwipe for the next word