KwaunobvaDuramazwiBbukira

Duramazwi · zita

bukira

Zvinoreva

Kubukira kutanga kubuda patsva kunoita mashizha pamuti unenge watemwa.

Kumera kwenyowani kwechirama (to sprout/bud).

1

Kufaruka kubuda kunoita bukira kana kuti nhunguirwa kubva mudzinde rechibage.

Aka kamuti kasingafi mangamanga, kanombooma kozobukira zvekare, kanokura pakati pemabwe.

Kubukira kutanga kubuda patsva kunoita mashizha pamuti unenge watemwa.

2

Kumera kwenyowani kwechirama (to sprout/bud).

Aka kamuti kasingafi mangamanga, kanombooma kozobukira zvekare, kanokura pakati pemabwe.

Kubukira kutanga kubuda patsva kunoita mashizha pamuti unenge watemwa.

Hwenha kasora kanobukira muzhizha kanoita mudzi wakabunda.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bukirwa

Bukirwa idavi remuti kana rechimwe chirimwa rinowanzomera nepakatemwa rimwe davi kana pakatemwa hunde yacho.

Verenga

Swipe for the next word