Duramazwi · zita
nhungirwa
offshoot · sprout
Duramazwi · zita
offshoot · sprout
[nhungira] Bukirwa.
[nhungira] Bukirwa.
Ndinoda manhungirwa emuriwo uyu, kuti ndigodyarawo wangu.
Manhungirwa zvirimwa zvakaita semuriwo kana chibage zvinomera pane zvimwe.
Rugare muriwo unorimwa turi tumhodzi kana kudyarwa ari manhungirwa, unoreba chaizvo, uye unononoka kutumbuka.
Duramazwi
01 / 03nhungo
Nhungo mapango anobatanidzwa nembariro kuita denga remba yeuswa.
VerengaSwipe for the next word