KwaunobvaDuramazwiMmhakatwa

Zvinoreva

Mhakatwa ndechinomera nepadivi pezvakamera kare. Ukasabvisa mhakatwa pamabarwe, haabereki zvakanaka.

1

Zvakafanana

nhungirwa · sakatire

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhako

Mhako inzvimbo yakadzivirirwa nemabwe yakaita buri, munogara nyuchi dzichiberekera vana vadzo nekuita uchi kwemakore akawanda.

Verenga

Swipe for the next word