Duramazwi03 / 03mhakatwaMhakatwa ndechinomera nepadivi pezvakamera kare. Ukasabvisa mhakatwa pamabarwe, haabereki zvakanaka.Verenga→