KwaunobvaDuramazwiMmeti

Duramazwi · zita

meti

Zvinoreva

Meti chijira chekugadzikira ndiro dzechikafu patafura.

1

Meti chijira chekutsikira pasi pamukova kana mumba mekugezera.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word