KwaunobvaDuramazwiMmhaka

Duramazwi · zita

mhaka

guilt

Zvinoreva

Mhaka chikanganiso chinenge chaparwa.

1

Mhaka chikanganiso chinenge chaparwa.

Ndofunga vakazomgozvionerawo vega kuti vaingovenga havo munhu asina mhaka.

Munhu ane rukudzo nevamwe haagone kuitisa pamuviri mwana weumwe dzokono ozvonyongoka achiramba mhaka yake.

Ndakaona kuti ndikamura ndaizomukuvadza ndikazvara mhaka.

Zvakafanana

mhosva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhakatwa

Mhakatwa ndechinomera nepadivi pezvakamera kare. Ukasabvisa mhakatwa pamabarwe, haabereki zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word