KwaunobvaDuramazwiNndava

Zvinoreva

Ndava chiitiko chinenge chiri kunze komutemo.

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvimwe zvinhu zvinoitika pamusana pezvimwe zvikonzero. _Handidyi sadza ndava rinondiitisa manyoka._

1

Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.

Zhundu kugara mudanga zvanzi ndava mombe.

Zizi kurungwa munyu roti ndava hukuwo.

2

Zvakafanana

mhosva · mhaka

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndaza

Ndaza mucheka kana shinda inosungwa yakapoteredza musoro kana chiuno.

Verenga

Swipe for the next word