KwaunobvaDuramazwiNNdau

Duramazwi · zita

Ndau

Zvinoreva

ChiNdau.

Ndau inzvimbo iri pakati pezvinhu zviviri. Musasiya _ndau yakakura pakati pematanda echirugu, nokuti zvimbudzana zvinozobuda naipapo_.

1

MuNdau munhu anotaura chiNdau, rinova rimwe bazi romutauro weChiShona rinotaurwa kumabvazuva kwakadziva kuchamhembe kwenyika.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndaudzo

Ndaudzo uwandu hwenhamba hunenge hwadarikidza uwandu hunenge huchidiwa. _Ndakazopiwa madhora maviri namai, paita ndaudzo pahembe yandanga ndichitenga._

Verenga

Swipe for the next word