KwaunobvaDuramazwiNndari

Duramazwi · zita

ndari

ngomemwana asina hembemugobera

Zvinoreva

Doro rinogadzirwa kuitira kutengeswa (beer for sale).

Ndari idoro rokutengesa rinobikwa kumaruwa.

1

Vaive nevana vavo vatatu, mukuru ainge oita danho rechina kuchikoro chesekondari, muduku ndiye akanga achangotanga danho redambanevana.

Gore raayambuka sekondari achienda kuyunivhesiti, ndogore rakatanga zvinhu kumufambira zvakanaka.

2

Ndari idoro rokutengesa rinobikwa kumaruwa.

Ndari idoro rokutengesa rinobikwa kumaruwa.

Gore raayambuka sekondari achienda kuyunivhesiti, ndogore rakatanga zvinhu kumufambira zvakanaka.

Kana munhu achinzi zimukwandari pamumhu hwake anenge akareba uye akasimba zvikuru.

Zvakafanana

ngome · mwana asina hembe · mugobera

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word