KwaunobvaDuramazwiNndarira

Duramazwi · zita

ndarira

brass

Zvinoreva

Ndarira iwaya yakatenderera, inopfekwa mugumbo kana muruoko sechishongo.

1

Chiripo chiripo, ndarira imwe hairiri.

Ndarira iwaya yakatenderera, inopfekwa mugumbo kana muruoko sechishongo.

Rundarira chishongo chomuruoko chinogadzirwa nesimbi, chinowanzopfekwa nemadzimai.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word