KwaunobvaDuramazwiNnde-

Duramazwi

nde-

Zvinoreva

Chidimbi chemuchinda.

Kuti nde kupa mumwe munhu zvaunenge wakabata mumaoko. Akabva anzi _nde mari yake yaaipopotera_.

1

Chidimbi chemuchinda.

Chinorwadza nde-chokuti kana ukasakwanisa kuratidza rupawo rwezvawabirwa mapurisa anokurambira kuti ndechako.

Kukohorera demo mumupinyi kuripfekedzera kuti ripi nde mumwena unenge wakaururwa.

Kuti nde-e nde-e kutarisa panzvimbo yakakukomberedza uchitsvaka chimwe chinhu.

2

Kuti nde kupa mumwe munhu zvaunenge wakabata mumaoko. Akabva anzi _nde mari yake yaaipopotera_.

Chinorwadza nde-chokuti kana ukasakwanisa kuratidza rupawo rwezvawabirwa mapurisa anokurambira kuti ndechako.

Gunwe nde-chimwe chete chetumitezo tunomera mberi kwechanza choruoko kana kwetsoka.

Chinhu cheorenji nde-chine ruvara ruvara rwuri pakati pe-rutsvuku nerweshora.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nde-e

Kuti nde-e kutarisa pachinhu chimwe kwenguva refu.

Verenga

Swipe for the next word