Duramazwi · zita
mhakure
mbazarucho
Duramazwi · zita
Mhakure rudzi rwenyoka ine musana wakatsvukuruka nedumbu rakacheneruka inozivikanwa nekusimudza musoro zvenhando, uye nekumhanya zvikuru kwainoita.
Mhakure rudzi rwenyoka ine musana wakatsvukuruka nedumbu rakacheneruka inozivikanwa nekusimudza musoro zvenhando, uye nekumhanya zvikuru kwainoita.
Nyoka!" Wakange uri uno muzvambarara wezinyoka yemhando yemhakure wakange woda kundipfuudza.
mbazarucho
Duramazwi
01 / 03mhamba
VerengaSwipe for the next word