Duramazwi · zita
1
Kudya mhamba kunwa doro rakawanda chaizvo.
Mupambo mafuro edoro anotutumira achienda pamati- vi ehari. anocheneruka kana aoma uye anoshandiswa kuvirisa maheu kana imwe mhamba.
Panyaya dzemagariro emaShona, diramhamba chipfuyo, kunyanya bhuru, chinopihwa kumudzimu wemusha.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhambo
Mhambo ihuku hadzi yakamboita zvitiyo.
VerengaSwipe for the next word