KwaunobvaDuramazwiSsakatira

Zvinoreva

Sakatira isumbu rezvinhu zviri pamwe chete.

Kana chibage chakasakatira chinenge chine chimwe chakamera pamativi echakadzvarwa kare.

Sakatira idavi rinomera mujinga kana pahunde yomuti, muriwo kana zvimwewo zvirimwa, inogona kusimwa ichizokura zvokutozoberekawo michero.

1

Chibage chiri kusakatira nokuti takachiisa mufudze wakawanda.

2

3

Kupfakama.

4

Zvakafanana

bumbu

Zvine chekuita

sakatire

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sakatire

Sakatire ibarwe rinomera kubva mune rimwe, kana ivhu riine chokudya chakawanda.

Verenga

Swipe for the next word