KwaunobvaDuramazwiSsumbu

Duramazwi · zita

sumbu

cluster

Zvinoreva

Chitsoko.

1

Chitsoko.

Bumha zvinhu zvakaungana zvakaita sumbu pamwe chete, sezvinowanzoita nyuchi.

Tsaka mazimbava akaita sumbu anenge ari muhuro memhuka sezvakaita eshumba.

Bumbu zvinhu zvinenge zvakaungana pamwe chete, zvakaita dutu kana sumbu.

2

Sumbu chinhu chinenge chakasungirwa mujira kana mumucheka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sumbururu

Kana munhu ati sumbururu anenge akaruka asvika panhu nokukasika zvanga zvisingatarisirwi.

Verenga

Swipe for the next word