Duramazwi · chiito
suma
introduce
-shoma
Duramazwi · chiito
introduce
Kusuma kusvitsa nyaya mudare.
Kusuma kusvitsa nyaya mudare.
Kusuma vanhu kuita chirango chokuvazivisa mafambisirwo achaitwa zvirongwa, asi kazhinji vachizviziva havo nechekare. Vakwasha vakatanga vasuma vanatezvara zvavakanga vafambira, vasati vatanga basa.
-shoma
Duramazwi
01 / 03sumba
Musumba.
VerengaSwipe for the next word