Duramazwi
Zvinoreva
Kusumwa kuziviswa zvirongwa zviri maererano nokufambiswa kwenyaya dzakakosha.
1
Kusumwa kuziviswa zvirongwa zviri maererano nokufambiswa kwenyaya dzakakosha.
Nyama yezvirigo inotanga yasumwa kuna ishe isati yapiwa vanogocha.
Kusumwa kuziviswa zvirongwa zviri maererano nokufambiswa kwenyaya dzakakosha.
Kutsutsumwa kutaridza kusafarira zvinenge zvichiitwa nemumwe munhu.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03suna
Kana chinhu chanzi suna, kumusoro kwacho kunenge kwataridzwa pasi.
VerengaSwipe for the next word