KwaunobvaDuramazwiTtaurirwa

Duramazwi

taurirwa

-udzwa

Zvinoreva

Kutaurirwa kuziviswa zviri maererano nechimwe chinhu kuti uzive zvinodikanwa kana kuti zvakaitika.

1

Kutaurirwa kuziviswa zviri maererano nechimwe chinhu kuti uzive zvinodikanwa kana kuti zvakaitika.

Akaona zviri zvechokwadi sokutaurirwa kwaakanga aitwa muhope.

Chitaurirwa hunyimwa mbare dzekumusana.

Chitaurirwa mbare dzekumusana.

Zvakafanana

-udzwa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

taurisa

Kana munhu achitaurisa anenge achitaura akanyanya kukwidza izwi.

Verenga

Swipe for the next word