KwaunobvaDuramazwiTtauta

Zvinoreva

Kutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.

1

Kutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.

Kujegeja kutauta-taura mashoko akawanda kunoitwa nemunhu kana achipopotera umwe.

Kupfiza kutauta nokutwasanura nhengo dzomuviri kunoita munhu kana mhuka inenge yofa.

Kutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.

Zvine chekuita

tau tau

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tava

Kutava kuzvidzivirira kurohwa kumeso kana pamwe panorwadza, uchishandisa maoko ako.

Verenga

Swipe for the next word