KwaunobvaDuramazwiTtava

Duramazwi

tava

-vhika

Zvinoreva

Kutava kuzvidzivirira kurohwa kumeso kana pamwe panorwadza, uchishandisa maoko ako.

1

Kutava kuzvidzivirira kurohwa kumeso kana pamwe panorwadza, uchishandisa maoko ako.

Zuva nezuva tava kungogara takanetsana.

Pasi pakachacharidzwa nokudzana musi wokupe-mberera gore rokutanga tava kuzvitonga.

Pano ndepasambhuku Mangena asi kana tava rumhiri urwo ndekwasabhuku Zimwara.

Zvakafanana

-vhika

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tava tava

Kuti tava tava kufamba kokumanikidzira, kunokonzerwa nokuchembera komunhu.

Verenga

Swipe for the next word