Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchitavira unenge uchidzivirira umwe kuti asakuvadzwa.
1

Chitavira chipembenene chitsvuku chinowanikwa pamatohwe, dzimwe nguva chiri pakati pembadzi dzawo.
Kana uchitavira unenge uchidzivirira umwe kuti asakuvadzwa.
Kana uchitavira mwana mucheche unenge uchimugadzira nemishonga inoita kuti asazobatira zvirwere nhando.
2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tavurira
Kutavurira kusimbisa chinhu chinenge choda kuwa.
VerengaSwipe for the next word