Duramazwi
vhikira
-dzivirira
Duramazwi
Kana uchivhikira mumwe munhu unenge uchiita kuti chinokuvadza chisasvika paari.

Dai tisina kuzomuvhikira matsotsi anga dai akamuuraya.
Kana uchivhikira mumwe munhu unenge uchiita kuti chinokuvadza chisasvika paari.
-dzivirira
Duramazwi
01 / 03vhikirira
Kuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa nechimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word