KwaunobvaDuramazwiVvhikirira

Duramazwi

vhikirira

Zvinoreva

Kuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa nechimwe chinhu.

1

Kuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa nechimwe chinhu.

Madzimai anowanzopa vana mushonga kuvavhikirira kunhova.

Kuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa nechimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhikisana

Kana vanhu vachivhikisana vanenge vachikandirana zvibhakera pakurwa.

Verenga

Swipe for the next word