Duramazwi · chiito
vhima
hunt
-zingeza
Duramazwi · chiito
hunt
Kuvhima kutsvaga mhuka dzomusango, uchishandisa imbwa kana zvombo kuti udziuraye.
Kuvhima kutsvaga mhuka dzomusango, uchishandisa imbwa kana zvombo kuti udziuraye.
Kare vanhu vairarama nenyama yemhuka dzavaivhima mumasango.
Chavaive vangomirira izita remunhu wacho kuitira kuti vachitotanga kumuvhima.
Makarekare vakuru vaiti kana vaenda kuchirara votombondovaka misasa vachivhima variko kwezvimazuva.
-zingeza
Duramazwi
01 / 03vhindika
Kana munhu akavhindika muchero anenge aubvisa pana mai vawo usati wanyatsaoibva ouisa panodziya kuti ukasire kuibva.
VerengaSwipe for the next word