KwaunobvaDuramazwiVvhindika

Duramazwi

vhindika

Zvinoreva

Kana munhu akavhindika muchero anenge aubvisa pana mai vawo usati wanyatsaoibva ouisa panodziya kuti ukasire kuibva.

1

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhinga

Vhinga ivhu rakaumbana pamwe chete, kazhinji rinenge rakuduburwa pakurima.

Verenga

Swipe for the next word