Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vhinyu rudzi rwewaini inogadzirwa kubva pamupamu.
Kuti vhinyu kuzvongonyoka nokukasika kungaitwa nomunhu kana aerekana ajungwa pambabvu asingafungire, kana kuitwa zvimwewo zvinovhundutsa.

Munhu ane zvivhinyu munhu anenge achikasika kutsamwa.

Zvakafanana
fizu
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhinyuka
Kuvhinyuka kuzvonyongoka nekukurumidza kungaitwe nemunhu aerekana avhundutswa, sekunge zviya ajungwa parumbabvu.
VerengaSwipe for the next word