KwaunobvaDuramazwiVvhinyuka

Duramazwi

vhinyuka

-vhinzuka

Zvinoreva

Kuvhinyuka kuzvonyongoka nekukurumidza kungaitwe nemunhu aerekana avhundutswa, sekunge zviya ajungwa parumbabvu.

1

Zvakafanana

-vhinzuka

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhinyura

Kuvhinyura kubva ganda repamusoro kuchisara gwati, sezvingaitwa nenyoka kana nemadzvinyu.

Verenga

Swipe for the next word