KwaunobvaDuramazwiTteta

Duramazwi

teta

-parutsa-bweza

Zvinoreva

Kana huku ichiteta pasi inenge ichipara pasi netsvaratsvata dzayo.

Kuteta kuratidza kuzeza kuita zvinhu zvinokutyisa.

1

Kana huku ichiteta pasi inenge ichipara pasi netsvaratsvata dzayo.

Kutsvara kuteta-teta pasi kunoitwa nehuku ichitsvaka zvokudya.

Kuteta kuratidza kuzeza kuita zvinhu zvinokutyisa.

Kuchera kana kuteta pasi zvishoma zvishoma.

2

Kuteta kuratidza kuzeza kuita zvinhu zvinokutyisa.

Vamwe vanhu vanoteta kufamba kune mhindondo.

3

Kana munhu achiteta anenge achizeza kurwadziwa zvikuru.

Vanhu vazhinji vanoteta kubayiwa jekiseni.

Nekuteta kwaanoita uku handizivi kuti achaita sei musi waanosununguka!!

Zvakafanana

-parutsa · -bweza

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word