Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tateguru (sekuru vaambuya).
1
Tateguru (sekuru vaambuya).
Ichi chiititiko chinoshamisa chaizvo. Chaminuka, teteguru weVaShona, anonzi akaita maminimini, asingafi apo varungu vaiedza kumuuraya.
Masinga itsika inowanikwa nemunhu kubva kuvabereki kana kumadziteteguru ake.
Iyi itsika inoitwa nevanhu, yavakawana iripo kubva kumadziteteguru avo.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tetekera
Kana uchitetekera unenge uchiterera zvaunoudzwa, mwoyo uri pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word