KwaunobvaDuramazwiZziteteguru

Duramazwi · zita

ziteteguru

Zvinoreva

Munhu akachenjera (tateguru).

1

Munhu akachenjera (tateguru).

Masinga itsika inowanikwa nemunhu kubva kuvabereki kana kumadziteteguru ake.

Iyi itsika inoitwa nevanhu, yavakawana iripo kubva kumadziteteguru avo.

Mukiwa munhu ane ganda jena uye ane madziteteguru ake anobva kuEurope.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zitye

Zitye inhumbi dzakambopfekwa dzinenge dzava kutengeswa dzakawanda uye nemari iri pasi pasi.

Verenga

Swipe for the next word