Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tesva tesva kufamba kwemunhu mutete murefu achiita kunge achatyooka.
1

Kuti tesva tesva kufamba panzvimbo pasingaiti kuti uvepo nenguva dzisingatarisirwi, uye uchinge munhu asina chinangwa.
2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tesvaidza
Kutesvaidza kudzidzisa mwana kufamba uchiita zvishoma nezvishoma.
VerengaSwipe for the next word