Duramazwi
Zvinoreva
Kutesva kurodzera kana kuveza chinhu kuti muromo wacho upinze.
Kuti tesva kunyura zvakadzika mumadhaka, kana mune zvimwewo zvakanyorovera.

Kuti tesva tesva kufamba kwemunhu mutete murefu achiita kunge achatyooka.
Kuti tesva tesva kufamba panzvimbo pasingaiti kuti uvepo nenguva dzisingatarisirwi, uye uchinge munhu asina chinangwa.

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tesva tesva
Kuti tesva tesva kufamba kwemunhu mutete murefu achiita kunge achatyooka.
VerengaSwipe for the next word