Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchirodza chinhu unenge uchichikweshera pakaomarara kuti chipinze.
1
Kana uchirodza chinhu unenge uchichikweshera pakaomarara kuti chipinze.
Tanga warodza banga iro usati wacheke muriwo. Kana uchida kunyora zvakanaka tanga warodza penzura yako.
Huya uzondizorodza pamwe chete nemadzisekuru ako.
Kuti rimirire kukokorodza pfuma mwana wevanhu ari pamusha wababa vake zvaizomupinza mune zvinetswa zvakawanda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rodza nzeve
Uku kunyatsogadzirira kuti ukwanise kuterera chaizvo zvinhu zvinenge zvichitaurwa.
VerengaSwipe for the next word