Duramazwi01 / 03rodhaRodha munhu anofamba ari mubhazi achibatsira kukwidza zvinhu pamusoro pebhazi.Verenga→
Duramazwi02 / 03rododoKuti rododo kufamba makatevedzana, umwe ari mberi koumwe, muchitevera gwara rimwe chete.Verenga→